"Swedera"
— kọrin nipasẹ Majjesty
"Swedera" jẹ orin ti a ṣe lori ede zimbabwe ti a tu silẹ lori 01 kínní 2025 lori ikanni osise ti aami igbasilẹ - "Majjesty". Iwari iyasoto alaye nipa "Swedera". Wa lyric orin ti Swedera, awọn itumọ, ati awọn otitọ orin. Awọn dukia ati Nẹtiwọọki Worth jẹ akojo nipasẹ awọn onigbọwọ ati awọn orisun miiran gẹgẹbi nkan ti alaye ti a rii lori intanẹẹti. Igba melo ni orin "Swedera" han ninu awọn shatti orin ti a ṣe akojọpọ? "Swedera" jẹ fidio orin ti a mọ daradara ti o mu awọn ipo ni awọn shatti oke olokiki, gẹgẹbi Top 100 Zimbabwe Awọn orin, Top 40 ede zimbabwe Awọn orin, ati diẹ sii.
|
Download New Songs
Listen & stream |
|

"Swedera" Awọn Otitọ
"Swedera" ti de 30.8K lapapọ awọn iwo ati awọn ayanfẹ 745 lori YouTube.
A ti fi orin naa silẹ lori 01/02/2025 o si lo awọn ọsẹ 4 lori awọn shatti naa.
Orukọ atilẹba ti fidio orin naa jẹ "MAJJESTY - SWEDERA (OFFICIAL LYRICAL VIDEO)".
"Swedera" ti ṣe atẹjade lori Youtube ni 01/02/2025 12:00:06.
"Swedera" Lyric, Awọn olupilẹṣẹ, Aami igbasilẹ
Written & Composed: Baron Leon Mkweza
Produced by : HOKOYO!
Lyric video by : Allen Fox
**Lyrics**
Okay
Iwe Majjesty usadaroo
Tambaoga
Sta
Hamheno zvako
Hamheno zvako
Ukazopawo Satan mukana zvinenge zvakaoma
Mm hapana chaunenge wagona shaa
Mmm
Hona shaa
Tsoro yedu yakapera kudhara
Ndingaonda amana
Unenge wangondikongora shaa
Swedera mudhuze bhebhe
Rudo runonaka urimudhuze bhebhe
Ndiani akakuudza kuti handikude bhebhe
Unobvira moto urimwenje feyaa
Swedera mudhuze bhebhe
Rudo runonaka urimudhuze bhebhe
Ndiani akakuudza kuti handikude bhebhe
Unobvira moto urimwenje feyaa
Pachedu shaa
Ndakazvipira kuti inini ndokufira
And you know deep down ndozvi feeler
But pauri zvese izvozvo ndozvimira
Kuita matyira aiwa I hope unozviziva
Ndisati ndavata ndotombokunamatira
Kuti Mwari bvisai masanzu munzira
Pasazowana chinhu chinozotiwira
Chikatikurira
Oh
Hamheno zvako uchabaikana
Kana ukasaronga tsoro dzakou
Shaa mmm
Ndakaronga muchato mmm
Ndamirira iwewe kuti tipinde mumhatso
Swedera mudhuze bhebhe
Rudo runonaka urimudhuze bhebhe
Ndiani akakuudza kuti handikude bhebhe
Unobvira moto urimwenje feyaa
Swedera mudhuze bhebhe
Rudo runonaka urimudhuze bhebhe
Ndiani akakuudza kuti handikude bhebhe
Unobvira moto urimwenje feyaa
Skiri rako harisi easy kutevedzera
Kana mamero
Abvuma
Hauna kuchipa sebhero
Tikariisa paskero
Inodhinguka harisi repondo zveiro
Asi iwewe pane chinhu chimwe chete
Chandinoda undiudze bata hana worova katatu
Inini handitogone newe ndakaperera
So tell me do you love me too
Swedera mudhuze bhebhe
Rudo runonaka urimudhuze bhebhe
Ndiani akakuudza kuti handikude bhebhe
Unobvira moto urimwenje feyaa
Swedera mudhuze bhebhe
Rudo runonaka urimudhuze bhebhe
Ndiani akakuudza kuti handikude bhebhe
Unobvira moto urimwenje feyaa
Swedera mudhuze bhebhe
Rudo runonaka urimudhuze bhebhe
Ndiani akakuudza kuti handikude bhebhe
Unobvira moto urimwenje feyaa
Swedera mudhuze bhebhe
Rudo runonaka urimudhuze bhebhe
Ndiani akakuudza kuti handikude bhebhe
Unobvira moto urimwenje feyaa